Jeremia 29:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Zvanzi naJehovha Wamasimba Ose, Mwari weIsraeri: Wakatumira matsamba muzita rako kuvanhu vose vomuJerusarema, kuna Zefania mwanakomana waMaaseya muprista, nokuna vamwe vaprista vose. Wakati kuna Zefania,

Jeremia 29

Jeremia 29:16-32