Jeremia 29:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti vakaita zvinhu zvinonyangadza muIsraeri; vakaita upombwe navakadzi vavavakidzani vavo uye vakareva nhema muzita rangu, izvo zvandisina kuvaudza kuti vaite. Ndinozviziva uye ndiri chapupu chazvo,” ndizvo zvinotaura Jehovha.

Jeremia 29

Jeremia 29:16-32