Jeremia 28:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndichadzosazve kunzvimbo ino Jehoyakini mwanakomana waJehoyakimi mambo weJudha navose vakatapwa kubva kuJudha, vakaenda kuBhabhironi,’ ndizvo zvinotaura Jehovha, ‘nokuti ndichavhuna joko ramambo weBhabhironi.’ ”

Jeremia 28

Jeremia 28:1-9