Jeremia 28:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo muprofita Jeremia akati kuna Hanania muprofita, “Chinzwa, Hanania! Jehovha haana kukutuma iwe, asi wakanyengerera rudzi urwu kuti ruvimbe nenhema dzako.

Jeremia 28

Jeremia 28:12-17