Jeremia 28:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Enda undoudza Hanania kuti, ‘Zvanzi naJehovha: Wavhuna joko redanda, asi panzvimbo yaro uchawana joko resimbi.

Jeremia 28

Jeremia 28:12-17