Jeremia 27:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka musateerera vaprofita venyu, navavuki venyu, kana vanodudzira hope kana vafemberi kana varoyi vanokuudzai kuti, ‘Hamungashandiri mambo weBhabhironi.

Jeremia 27

Jeremia 27:7-11