Jeremia 27:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndudzi dzose dzichamushandira, iye nemwanakomana wake, nomuzukuru wake, kusvikira nguva yenyika yake yasvika; ipapo ndudzi zhinji namadzimambo makuru achamuita muranda.

Jeremia 27

Jeremia 27:4-14