Jeremia 26:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pamusoro paizvozvo Ahikami mwanakomana waShafani akatsigira Jeremia, nokudaro haana kuzoiswa mumaoko avanhu kuti aurayiwe.

Jeremia 26

Jeremia 26:14-24