Jeremia 26:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mambo Jehoyakimi namakurukota ake ose namachinda ake vakati vanzwa mashoko ake, mambo akatsvaka kumuuraya. Asi Uria akazvinzwa akatya ndokubva atizira kuIjipiti.

Jeremia 26

Jeremia 26:20-23