Jeremia 25:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Asi imi hamuna kunditeerera,” ndizvo zvinotaura Jehovha, “uye makanditsamwisa nezvakaitwa namaoko enyu, mukaita kuti zvakaipa zvikuwirei.”

Jeremia 25

Jeremia 25:1-9