Jeremia 25:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ivo vakati, “Dzokai zvino mumwe nomumwe wenyu, kubva panzira dzenyu dzakaipa nepamabasa enyu akaipa, mugogara munyika yamakapiwa naJehovha imi namadzibaba enyu nokusingaperi.

Jeremia 25

Jeremia 25:2-11