Jeremia 25:33 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nenguva iyo vakaurayiwa naJehovha vachava pose pose vachibva kuno mumwe mugumo wenyika kusvikira kuno mumwe. Havangachemwi kana kuunganidzwa, kana kuvigwa, asi vachava somupfudze uri pamusoro penyika.

Jeremia 25

Jeremia 25:23-37