Jeremia 25:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kwamakore makumi maviri namatatu, kubva pagore regumi namatatu raJosia mwanakomana waAmoni mambo weJudha kusvikira zuva ranhasi, shoko raJehovha ranga richiuya kwandiri uye ini ndikataura ndataurazve kwamuri, asi hamuna kuteerera.

Jeremia 25

Jeremia 25:1-6