Jeremia 25:29 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Tarirai, ndava kutanga kuuyisa njodzi pamusoro peguta rinodanwa neZita rangu, ko, imi mungarega kurangwa here? Hamungaregi kurangwa nokuti ndava kudana munondo pamusoro pavose vagere panyika, ndizvo zvinotaura Jehovha Wamasimba Ose.’

Jeremia 25

Jeremia 25:19-37