Jeremia 25:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Izvi ndizvo zvakataurwa naJehovha, Mwari waIsraeri, kwandiri: “Tora kubva muruoko rwangu mukombe uyu wakazara newaini yokutsamwa kwangu unwise ndudzi dzose dzandinokutuma kwadziri.

Jeremia 25

Jeremia 25:9-22