Jeremia 24:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndichavaita chinhu chinovengwa, nechinhu chakaipa kuushe hwose hwenyika, chinhu chinoshorwa, neshumo, chinhu chinosekwa nechinotukwa kwose kwose kwandinovadzingira.

Jeremia 24

Jeremia 24:1-10