Jeremia 24:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndichavapa mwoyo wokundiziva, kuti ndini Jehovha. Vachava vanhu vangu, uye ini ndichava Mwari wavo, nokuti vachadzokera kwandiri nomwoyo wavo wose.

Jeremia 24

Jeremia 24:1-10