Jeremia 24:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Zvanzi naJehovha, Mwari weIsraeri, ‘Sezvakaita maonde aya akanaka, saizvozvo ndicharangarira zvakanaka vatapwa vakabva kuJudha vandakatuma kubva panzvimbo ino ndichivaendesa kunyika yeBhabhironi.

Jeremia 24

Jeremia 24:1-10