Jeremia 23:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kana vari vaprofita: Mwoyo wangu waputsika mukati mangu; mapfupa angu ose anodedera. Ndakaita somunhu akadhakwa, somunhu akundwa newaini, nokuda kwaJehovha uye nokuda kweshoko rake dzvene.

Jeremia 23

Jeremia 23:3-13