Jeremia 23:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vanofunga kuti zviroto zvavanoudzana zvichaita kuti vanhu vangu vakanganwe zita rangu sezvakaita madzibaba avo akakanganwa zita rangu nokuda kwokunamata Bhaari.

Jeremia 23

Jeremia 23:23-34