Jeremia 23:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kutsamwa kwaJehovha hakungadzoki, kusvikira apedza zvinovavarirwa nomwoyo wake. Pamazuva achauya muchazvinzwisisa zvakanyatsojeka.

Jeremia 23

Jeremia 23:17-26