Jeremia 23:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Naizvozvo, zvanzi naJehovha Mwari Wamasimba Ose, pamusoro pavaprofita, “Ndichaita kuti vadye kudya kunovava, uye kuti vanwe mvura ine muchetura, nokuti zvichibva nokumuprofita weJerusarema, kushaya umwari kwapararira panyika yose.”

Jeremia 23

Jeremia 23:7-21