Jeremia 23:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Pakati pavaprofita veSamaria ndakaona chinhu chinonyangadza ichi: Vakaprofita naBhaari, uye akatungamirira vanhu vangu vaIsraeri pakurasika.

Jeremia 23

Jeremia 23:12-21