Jeremia 22:30 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvanzi naJehovha, “Nyora munhu uyu seasina mwana, munhu asingazofari pamazuva oupenyu hwake, nokuti hakuna mwana wake achafara, hakuna achagara pachigaro choushe chaDhavhidhi, kana kutongazve maJudha.”

Jeremia 22

Jeremia 22:24-30