Jeremia 22:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvanzi naJehovha: Itai zvakanaka nezvakarurama. Rwirai akabirwa muruoko rwounomumanikidza. Regai kuitira zvakaipa kana chisimba kumutorwa nenherera kana chirikadzi, uye musateura ropa risina mhosva panzvimbo ino.

Jeremia 22

Jeremia 22:1-5