Jeremia 22:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndichakuisa mumaoko aavo vanotsvaka kukuuraya, ivo vaunotya, kuna Nebhukadhinezari mambo weBhabhironi nokuvaBhabhironi.

Jeremia 22

Jeremia 22:15-30