Jeremia 22:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndakakuyambira uchigere zvakanaka, asi iwe wakati, ‘Handidi kuteerera!’ Ndiyo yanga iri nzira yako kubva pauduku hwako; hauna kunditeerera.

Jeremia 22

Jeremia 22:15-22