Jeremia 22:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Izvozvo zvinokuita mambo here, kuva nemisidhari yakawandawanda? Ko, baba vako havana kuwana zvokudya nezvokunwa here? Iye akaita zvakarurama uye nokururamisira, saka zvose zvakamufambira zvakanaka.

Jeremia 22

Jeremia 22:12-25