Jeremia 22:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Musachema mambo akafa kana kumuungudzira; asi muchemere kwazvo uyo akatapwa, nokuti haachambodzoki kana kuzoonazve nyika yaakaberekerwa.

Jeremia 22

Jeremia 22:8-13