Jeremia 21:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ani naani achagara muguta rino achafa nomunondo, nenzara kana nedenda. Asi ani naani achabuda akandozvipira kuvaBhabhironi vakakukombai achararama; achatiza noupenyu hwake.

Jeremia 21

Jeremia 21:1-14