Jeremia 21:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

‘Zvanzi naJehovha, Mwari waIsraeri, ndava pedyo nokunangisa kwauri zvombo zvehondo zviri mumaoko ako, zvaunoshandisa kurwa namambo weBhabhironi navaBhabhironi vakakukombai kunze kwamasvingo. Uye ndichazviunganidza mukati meguta rino.

Jeremia 21

Jeremia 21:1-11