Jeremia 21:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Shoko rakauya kuna Jeremia richibva kuna Jehovha panguva yakatuma mambo Zedhekia kwaari Pashuri mwanakomana waMarikija, nomuprista Zefania mwanakomana waMaaseya. Vakati,

Jeremia 21

Jeremia 21:1-4