Jeremia 20:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Munhu uyo ngaave semaguta akaparadzwa naJehovha asingazvidembi, Ngaanzwe kuungudza mangwanani, nokuchema kwehondo masikati.

Jeremia 20

Jeremia 20:14-18