Jeremia 20:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Imbirai Jehovha! Ipai rumbidzo kuna Jehovha! Iye anorwira upenyu hwavanoshayiwa kubva mumaoko avakaipa.

Jeremia 20

Jeremia 20:6-18