Jeremia 2:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvanzi naJehovha, “Madzibaba enyu akawana mhosva yei kwandiri, zvavakaenda kure neni? Vakatevera zvifananidzo zvisina maturo ivo vakava vasina maturo pachavo.

Jeremia 2

Jeremia 2:1-12