Jeremia 2:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Unoreva sei, uchiti, ‘Handina kusvibiswa; handina kutevera Bhaari’? Tarisa zvawakaita mumupata; funga zvawakaita. Iwe uri ngamera yehadzi inomhanya apa nepapo,

Jeremia 2

Jeremia 2:22-33