Jeremia 2:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Enda unoparidza munzeve dzeJerusarema uchiti: ‘Ndinorangarira kunamata kwouduku hwako, kuti somwenga waindida sei nokunditevera nomukati merenje, nomunyika isina kumbodyarwa.

Jeremia 2

Jeremia 2:1-5