Jeremia 2:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ko, rudzi rwakambotsinhanisa vamwari varwo here? Uye havasi vamwari zvachose. Asi vanhu vangu vakatsinhanhisa kukudzwa kwavo nezvifananidzo zvisina maturo.

Jeremia 2

Jeremia 2:10-19