Jeremia 19:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“ ‘Ndichaparadza urongwa hwaJudha naJerusarema munzvimbo ino. Ndichavawisira pasi nomunondo pamberi pavavengi vavo, pamaoko avanotsvaka kuvauraya, uye ndichapa zvitunha zvavo sezvokudya kushiri dzedenga nezvikara zvenyika.

Jeremia 19

Jeremia 19:1-10