Jeremia 18:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Semhepo inobva kumabvazuva, ndichavaparadzira pamberi pavavengi vavo; ndichavaratidza musana wangu kwete uso hwangu, pazuva renjodzi yavo.”

Jeremia 18

Jeremia 18:12-21