Jeremia 18:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Naizvozvo zvanzi naJehovha, “Bvunzai pakati pavahedheni kuti: Ndiani akambonzwa chimwe chinhu chakadai? Chinhu chakaipa kwazvo chakaitwa neMhandara Israeri.

Jeremia 18

Jeremia 18:8-16