Jeremia 17:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

ipapo madzimambo anogara pachigaro choushe chaDhavhidhi vachauya napamasuo eguta namachinda avo. Ivo namachinda avo vachauya vakakwira ngoro namabhiza, vachiperekedzwa navarume veJudha navose vanogara muJerusarema, uye guta rino richagarwa nokusingaperi.

Jeremia 17

Jeremia 17:21-27