Jeremia 17:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi havana kunzwa kana kurereka nzeve dzavo; vakava nemitsipa mikukutu uye havana kumboteerera kana kugamuchira kurayirwa.

Jeremia 17

Jeremia 17:15-25