Jeremia 17:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Sechikwari chinochochonya mazai achisina kukandira, ndizvo zvakaita munhu anowana pfuma nokusarurama. Pakati pamazuva ake, zvichamusiya, uye pakupedzisira achazviona kuti ibenzi.

Jeremia 17

Jeremia 17:9-21