Jeremia 16:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Vose, vakuru navaduku vachafa munyika ino. Havangavigwi kana kuchemwa, uye hakuna munhu achazvicheka kana kuveura musoro wake nokuda kwavo.

Jeremia 16

Jeremia 16:5-11