Jeremia 16:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Vachafa nehasha dzakaipisisa. Havangazochemwi kana kuvigwa asi vachafanana nomupfudze uri pamusoro penyika. Vachaparara nomunondo nenzara, uye zvitunha zvavo zvichava zvokudya zveshiri dzedenga nemhuka dzepanyika.”

Jeremia 16

Jeremia 16:1-6