Jeremia 16:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Naizvozvo ndichavadzidzisa, nguva ino ndichavadzidzisa simba rangu noukuru hwangu. Ipapo vachaziva kuti zita rangu ndiJehovha.

Jeremia 16

Jeremia 16:16-21