Jeremia 16:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

asi vachati, ‘NaJehovha mupenyu, iye akabudisa vaIsraeri kubva munyika yokumusoro uye nokubva munyika dzose dzaakanga avadzingira.’ Nokuti ndichavadzoserazve kunyika yandakapa madzitateguru avo.

Jeremia 16

Jeremia 16:12-20