Jeremia 16:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka ndichakudzingai panyika ino ndichikuisai kunyika yamusina kumboziva imi kana madzibaba enyu mugondoshumira vamwe vamwari ikoko masikati nousiku, nokuti handingakunzwirei nyasha.’

Jeremia 16

Jeremia 16:9-19