Jeremia 16:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo uti kwavari, nemhaka yokuti madzibaba enyu akandisiya,’ ndizvo zvinotaura Jehovha, ‘vakatevera vamwe vamwari ndokuvashumira nokuvanamata. Vakandisiya ini uye havana kuchengeta mirayiro yangu.

Jeremia 16

Jeremia 16:1-12